Soul Jah Love - Hove Huru lyrics

[Soul Jah Love - Hove Huru lyrics]

(PTK music) television Ting
High Definition chigunduru gunduru
Haga, haga makuruwani

Ndanzwa ngoma ichiita kunge chiPantsula
Inzwa inini ndaipinda pachi Gorilla
Inini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla
Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula
Vese ndavaona vari kutatarika
Ngoma irikurira vari kupaparika
Ndini ndavadhaka siya vadzedzereka
Semhepo vese varikupepereka
Asi rasta zunzai mukwende pTK ridza tiende
Ndokuti vese vatende
Patinosvika ita kuti vahwande

Isusu hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba chiba ba ba ba
Unonakirwa wasvika
Hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba


Chiba ba ba bababababababa

Vari kunwa malager kana macider
Kuno unotouya wadecider
Mari yerent wogara wadivider
Nekuti mangoma isu tiri kurider
Murder, handisi kugedha gedha
Kutamba ngoma kunge chivhedha
Kwese ndichivarova maheader vopa kutenda

Isusu hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba chiba ba ba ba
Unonakirwa wasvika
Hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba
Chiba ba ba bababababababa

Nyangwe tiripa 1 plus 1
Maoko mudenga bvisai ngowani
Chit'sayera icho chinyowani
Kana uriwega tsvaga mumwe one
Chibababa ndimakuru wani
Ah inga munondida wani mangoma ndoari nani
Nekuti ndinomakanga mupan

Hatibatike hatikundike
Dhanzi nyowani yekuzvikanda
Handikendenge inonzi handikendenge
Isusu hatibatike hatikundike
Dhanzi nyowani yekuzvikanda
Handikendenge inonzi hatiketeke

Awona PTK ah, hove huru
Sunshine, hove huru gaza me say, hove huru
Hatibatike kwakachena nekuti

Hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba chiba ba ba ba
Unon (laughs) television high Definition
Makuruwani
Chigunduru gunduru, chigunduru gunduru

Ndanzwa ngoma ichiita kunge chiPantsula
Inzwa inini ndaipinda pachiGorrila
Inini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla
Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula
Vese ndavaona vari kutatarika
Ngoma irikurira vari kupaparika
Ndini ndavadhaka siya vadzedzereka
Semhepo vese varikupepereka
Asi rasta zunzai mukwende pTK ridza tiende
Ndokuti vese vatende
Patinosvika ita kuti vahwande

Isusu hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba chiba ba ba ba
Unonakirwa wasvika
Hatibatike kana kwakachena
Hove huru dzinodyira kwasviba
Chiba ba ba bababababababa

Interpretation for


Add Interpretation

A B C D E F G H I J K L M N O P Q R S T U V W X Y Z #
Interpret